TOP
紅利積點抵現金,消費購書更貼心
Hanzi Huchi Hwenduri - Kubva Mukati Kati

Hanzi Huchi Hwenduri - Kubva Mukati Kati

商品資訊

定價
:NT$ 700 元
無庫存,下單後進貨(到貨天數約30-45天)
下單可得紅利積點 :21 點
商品簡介

商品簡介

Kuverenga matetembo ano kwakafanana nekufa uchimuka. Uchifa uchimuka zvakare. Unoita seuri kuteerera izwi reshamwari yawaiziva kare kare mabwe achiri manyoro, asi nhasiyazodzoka yave baba vababa vababa vako paudzamu. Ndadaro nekuti muna Huchi Hwenduri tiri kurairwa tisina kubvisa mari yechikoro neyebhondingi neyeruvako. Pano hapana ari kukumanikidza kumhanya kana kugara pasi. Kana kukwira mumuti. Asi ukatanga kuverenga zviri pano, unotanga kuoneswa kuti, "wechida chiro, juruja nemwero." Pamwe pacho woonawo wega kuti, "zvimwewo chingoti dongo dongo, kudongorera," kuti zvifambe. Nguva inogonaka "kupera uchipedza nguva!" Matetembo aya andifadza nekuti anoziva kuti ndiri munhuwo mukuru asingade kuudzwa zvekuita. Ndiri kungoyeuchidzwa zvekuita. Ndiri kuratidzwa zvinangwa zvandaive nazvo kuti ndirambe ndiripo. Mutauro uri pano wakapfava senyama yemhuru zvekuti iwe ingouya nemoto nemunyu chete. Zvino pano zvapaita huchi pasina nyuchi, uchati chakutadzisa kunomborawo sevana vevamwe chii? Mudetembi wedu, Ushehwedu Kufakurinani haasi munhu wekutamba naye!

Memory Chirere, University of Zimbabwe

購物須知

外文書商品之書封,為出版社提供之樣本。實際出貨商品,以出版社所提供之現有版本為主。部份書籍,因出版社供應狀況特殊,匯率將依實際狀況做調整。

無庫存之商品,在您完成訂單程序之後,將以空運的方式為你下單調貨。為了縮短等待的時間,建議您將外文書與其他商品分開下單,以獲得最快的取貨速度,平均調貨時間為1~2個月。

為了保護您的權益,「三民網路書店」提供會員七日商品鑑賞期(收到商品為起始日)。

若要辦理退貨,請在商品鑑賞期內寄回,且商品必須是全新狀態與完整包裝(商品、附件、發票、隨貨贈品等)否則恕不接受退貨。

定價:100 700
無庫存,下單後進貨
(到貨天數約30-45天)

暢銷榜

客服中心

收藏

會員專區